Translations:Main Page/9/sn
Mamwe mawiki emeta-fokasi senge Pesvedzero ye Wimidhiya mabasa ane msoro wenyaya wakasunha ane madzinde awo muMeta-Wiki. Kurukuro dzine wukama dzinoitika wo paWikimidhiya zvidorongodzwa zvetsamba (kunyanya WikimidhiyaSumo, machanewo e IRC paLibhera, mawiki akazvimirira eVabatani ve Wikimidhiya, uye dzimwe nzvimbo.